Nhaka Yamwari Mauri!

Nhaka Yamwari Mauri! Uri Chinhu Chikuru Chechishuwo Chamwari!

Paperback (02 Jan 2015) | Shona

  • $12.47
Add to basket

Includes delivery to the United States

10+ copies available online - Usually dispatched within 7 days

Publisher's Synopsis

Zvakasangana neMunhu pakutanga, paakamuka kuzvisikwa, zvaive kuzara kweratidziro rwerudo RwaMwari ...mutsa waMwari zvakare kuyemurwa! Mwari rudo ...zvakare rudo urwu rwaikwanisa kuva nezororo ...mukusangana ...nemunhu wemhando imwe chete pamwe nemucherechedzo! Mwari vanokwanisa kuwana zororo Ravo chete mumunhu wemufananidzo nemucherechedzo mumwe Saivo ...munhu ane rudo rumwe chete seRwavo ...rudo rwemhando imwe chete neRwavo. Rudo runokwanisa kuwana zororo raro murudo zvakare! Rudo runokwanisa kugutswa nerudo! Rudo runoshuvira mumwe munhu wekuda ...Rudo runoda rudaviro rwemhando imwe chete pamwe nezvaruri zvimwe! Mwari, mukusika Kwavo kwevanhu, vakagadzira munhu wekuti Vaigoverana naye kuenzana! Mukusika Kwavo munhu, Mwari vakada nekugadzira munhu Wavaipa rudo Rwavo! Vakashuvira rudaviro rumwe chete zvakare rwemhando imwe chete mumunhu iyeye, anodanwa kuti munhu! Tarira, Munhu pachake anokwanisa kutenda pamwe nekudavira kurudo RwaMwari padanho rekuvonga. Chishuwo mumunhu chekuva muhukama naMwari chakaberekwa nokusangana kwekutanga nekuona kuyemurwa naMwari mukati mebindu. Kudzokera shure murudo rwekuyemura Rwavanopa ndiko kunopa rudaviro rwakafanira kurudo Rwake! 1 Johani 4:19, "Tinomuda nokuti Ndiye akatanga kutida."

Book information

ISBN: 9781505888034
Publisher: On Demand Publishing, LLC-Create Space
Imprint: Createspace
Pub date:
Language: Shona
Number of pages: 150
Weight: 154g
Height: 203mm
Width: 127mm
Spine width: 8mm